BHOKISI REKUDZIDZISA 10A
Kunamata Kwakachena—Kunodzorerwa Zvishoma Nezvishoma
Rakaprindwa
“Ruzha rwezvinhu zviri kurovana-rovana”
William Tyndale nevamwe vakashandura Bhaibheri muChirungu nemimwewo mitauro
“Marunda nenyama”
Charles T. Russell nevamwe vake vakaita kuti chokwadi cheBhaibheri chizivikanwe zvakare
“Vakatanga kurarama uye vakabva vasimuka”
Vanhu vaJehovha pavakaita sevamutswa muna 1919, vakawedzera basa ravo rekuparidza