1 Madzimambo 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndichakupawo zvausina kukumbira,+ pfuma+ nokukudzwa, zvokuti hakuzovi nomunhu chero upi zvake akaita sewe pakati pemadzimambo, mazuva ako ose.+ 1 Makoronike 29:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Jehovha akaramba achikudza Soromoni kwazvo+ vaIsraeri vose vachizviona uye akamupa rukudzo rukuru rusina kumbova namambo chero upi zvake waIsraeri akamutangira.+ Muparidzi 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndakava mukuru, ndikawedzera kupfuura vose vakavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uyezve, uchenjeri hwangu hwakaramba huri hwangu.+ Mateu 6:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 asi ndinoti kwamuri kunyange naSoromoni+ mukubwinya kwake kwose haana kushonga serimwe reaya. Mateu 12:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Mambokadzi wokumaodzanyemba+ achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye achachipa mhosva; nokuti akabva kumigumo yenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni, asi tarirai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+
13 Ndichakupawo zvausina kukumbira,+ pfuma+ nokukudzwa, zvokuti hakuzovi nomunhu chero upi zvake akaita sewe pakati pemadzimambo, mazuva ako ose.+
25 Jehovha akaramba achikudza Soromoni kwazvo+ vaIsraeri vose vachizviona uye akamupa rukudzo rukuru rusina kumbova namambo chero upi zvake waIsraeri akamutangira.+
9 Ndakava mukuru, ndikawedzera kupfuura vose vakavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uyezve, uchenjeri hwangu hwakaramba huri hwangu.+
42 Mambokadzi wokumaodzanyemba+ achamutswa pakutongwa pamwe chete nechizvarwa chino uye achachipa mhosva; nokuti akabva kumigumo yenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni, asi tarirai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+