2 Samueri 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino pashure paizvozvo Dhavhidhi akarwisa vaFiristiya,+ akavakunda,+ uye Dhavhidhi akatorera vaFiristiya Metegi-ama. 2 Makoronike 21:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo Jehovha akamutsa mwoyo+ yevaFiristiya+ nevaArabhu+ vaiva kurutivi rwevaItiopiya+ kuti varwe naJehoramu. Isaya 14:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Ani naani wako ngaarege kufara,+ haiwa iwe Firistiya,+ nokuti mudonzvo womunhu anokurova watyoka.+ Nokuti pamudzi wenyoka+ pachabuda nyoka ine uturu,+ uye chibereko chayo chichava nyoka yomoto inobhururuka.+
8 Zvino pashure paizvozvo Dhavhidhi akarwisa vaFiristiya,+ akavakunda,+ uye Dhavhidhi akatorera vaFiristiya Metegi-ama.
16 Naizvozvo Jehovha akamutsa mwoyo+ yevaFiristiya+ nevaArabhu+ vaiva kurutivi rwevaItiopiya+ kuti varwe naJehoramu.
29 “Ani naani wako ngaarege kufara,+ haiwa iwe Firistiya,+ nokuti mudonzvo womunhu anokurova watyoka.+ Nokuti pamudzi wenyoka+ pachabuda nyoka ine uturu,+ uye chibereko chayo chichava nyoka yomoto inobhururuka.+