Mapisarema
Rwiyo Rwokukwira. Rwiyo rwaDhavhidhi.
131 Haiwa Jehovha, mwoyo wangu wave usingazvikudzi,+
Maziso angu ave asina manyawi;+
Uyewo handina kufamba muzvinhu zvakakura kwazvo,+
Kana muzvinhu zvinondishamisa kwazvo.+
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.