RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 11
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Samueri 11:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:19
  • +Vat 21:8; 1Sa 31:11
  • +Dhe 23:3

1 Samueri 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 16:21; 2Mad 25:7
  • +Zvi 18:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1995, pp. 9-10

1 Samueri 11:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:9

1 Samueri 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 10:26; 14:2
  • +Vat 2:4; 21:2; 1Sa 30:4

1 Samueri 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:10; 6:34; 11:29; 14:6; 1Sa 10:10; 16:13
  • +Eks 11:8; 32:19; VaR 12:9

1 Samueri 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 19:29
  • +Vat 21:5
  • +1Mak 14:17
  • +Ge 35:5; 2Mak 14:14; 17:10
  • +Vat 20:8

1 Samueri 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 13:15

1 Samueri 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:17

1 Samueri 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 11:3

1 Samueri 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 9:16
  • +Vat 7:16; 9:43; Zvi 24:6
  • +Eks 14:24
  • +1Sa 11:1
  • +Dhe 28:7; Pis 21:8, 12

1 Samueri 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 10:27; Zvi 24:21
  • +Zvi 25:5; Ru 19:27

1 Samueri 11:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 19:22; Zvi 20:28; VaR 12:19
  • +1Sa 19:5; 1Mak 11:14; Pis 44:7; Isa 59:16

1 Samueri 11:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 7:16
  • +1Sa 10:17, 24

1 Samueri 11:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 7:11; 1Sa 10:8
  • +1Mad 1:40; 2Mad 11:14; 1Mak 12:40; Zva 19:6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Sam. 11:1Dhe 2:19
1 Sam. 11:1Vat 21:8; 1Sa 31:11
1 Sam. 11:1Dhe 23:3
1 Sam. 11:2Vat 16:21; 2Mad 25:7
1 Sam. 11:2Zvi 18:3
1 Sam. 11:3Vat 3:9
1 Sam. 11:41Sa 10:26; 14:2
1 Sam. 11:4Vat 2:4; 21:2; 1Sa 30:4
1 Sam. 11:6Vat 3:10; 6:34; 11:29; 14:6; 1Sa 10:10; 16:13
1 Sam. 11:6Eks 11:8; 32:19; VaR 12:9
1 Sam. 11:7Vat 19:29
1 Sam. 11:7Vat 21:5
1 Sam. 11:71Mak 14:17
1 Sam. 11:7Ge 35:5; 2Mak 14:14; 17:10
1 Sam. 11:7Vat 20:8
1 Sam. 11:81Sa 13:15
1 Sam. 11:9Pis 18:17
1 Sam. 11:101Sa 11:3
1 Sam. 11:111Sa 9:16
1 Sam. 11:11Vat 7:16; 9:43; Zvi 24:6
1 Sam. 11:11Eks 14:24
1 Sam. 11:111Sa 11:1
1 Sam. 11:11Dhe 28:7; Pis 21:8, 12
1 Sam. 11:121Sa 10:27; Zvi 24:21
1 Sam. 11:12Zvi 25:5; Ru 19:27
1 Sam. 11:132Sa 19:22; Zvi 20:28; VaR 12:19
1 Sam. 11:131Sa 19:5; 1Mak 11:14; Pis 44:7; Isa 59:16
1 Sam. 11:141Sa 7:16
1 Sam. 11:141Sa 10:17, 24
1 Sam. 11:15Re 7:11; 1Sa 10:8
1 Sam. 11:151Mad 1:40; 2Mad 11:14; 1Mak 12:40; Zva 19:6
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Samueri 11:1-15

1 Samueri

11 Zvino Nahashi muAmoni+ akaenda, akadzika musasa pakatarisana neJabheshi+ riri muGiriyedhi. Varume vose vokuJabheshi vakati kuna Nahashi: “Itai sungano nesu kuti tikushandirei.”+ 2 Nahashi muAmoni akabva ati kwavari: “Ndichaiita nemi kana mukaita izvi, kana mukatushura+ maziso enyu okurudyi ose, uye ndichazvidza vaIsraeri vose nazvo.”+ 3 Varume vakuru vokuJabheshi vakatiwo kwaari: “Tipei mazuva manomwe, tichatuma nhume munharaunda yose yaIsraeri, kana pasina muponesi+ wedu, tichabva tabuda tichiuya kwamuri.” 4 Kwapera nguva yakati, nhume dzacho dzakasvika kuGibhiya+ raSauro dzikataura mashoko acho vanhu vachinzwa, vanhu vose vakatanga kuchema kwazvo, vakasvimha misodzi.+

5 Zvino Sauro akanga achiuya ari shure kweboka remombe achibva kumunda, Sauro akati: “Vanhu vaita sei, zvavari kuchema?” Vakatanga kurondedzera kwaari mashoko evarume vokuJabheshi. 6 Mudzimu+ waMwari wakashanda pana Sauro paakanzwa mashoko aya, uye akatsamwa kwazvo.+ 7 Naizvozvo akatora nzombe mbiri, akadzigura-gura, akadzitumira munharaunda yose yaIsraeri+ noruoko rwenhume, achiti: “Ani naani wedu asingabudi kuti ave muteveri waSauro nowaSamueri, izvi ndizvo zvichaitwa mombe dzake!”+ Vanhu vakatanga kutya+ Jehovha+ zvokuti vakabuda pamwe chete.+ 8 Akabva avaverenga+ vari muBhezeki, vanakomana vaIsraeri vakasvika zviuru mazana matatu, uye varume vaJudha zviuru makumi matatu. 9 Zvino vakati kunhume dzakanga dzauya: “Muti kuvarume vokuJabheshi riri muGiriyedhi, ‘Mangwana muchaponeswa kana zuva ropisa.’”+ Naizvozvo nhume dzacho dzakasvika dzikaudza varume vokuJabheshi, ivo vakatanga kufara. 10 Naizvozvo varume vokuJabheshi vakati: “Mangwana tichabuda tichiuya kwamuri, mutiitire zvose zvakakunakirai.”+

11 Zuva rakatevera racho Sauro+ akaisa vanhu mumapoka matatu;+ vakapinda pakati pomusasa munguva yokurinda kwemangwanani,+ vakauraya vaAmoni+ kusvikira zuva rava kupisa. Pazvakaonekwa kuti vamwe vakanga vasara, vakabva vaparadzirwa uye pakati pavo hapana vaviri vakasiyiwa vari pamwe chete.+ 12 Vanhu vakatanga kuti kuna Samueri: “Ndiani ari kuti, ‘Sauro—angava mambo wedu here?’+ Tipei varume vacho, tivauraye.”+ 13 Zvisinei, Sauro akati: “Hapana murume anofanira kuurayiwa nhasi,+ nokuti nhasi Jehovha aponesa pakati paIsraeri.”+

14 Gare gare Samueri akati kuvanhu vacho: “Uyai tiende kuGirigari+ kuti tinomutsidzira umambo ikoko.”+ 15 Naizvozvo vanhu vose vakaenda kuGirigari, uye ikoko vakaita Sauro mambo pamberi paJehovha muGirigari. Vakabva vapa zvibayiro zvokugoverana ikoko pamberi paJehovha,+ uye Sauro nevarume vose vaIsraeri vakaramba vachifara kwazvo vari ikoko.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe