RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 21
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Samueri 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:19; Ne 11:32; Isa 10:32
  • +1Sa 22:9
  • +1Sa 18:13

1 Samueri 21:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:16

1 Samueri 21:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:25

1 Samueri 21:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:30; Re 24:5, 9; Mt 12:4; Ru 6:4
  • +Eks 19:15; Re 15:16; 2Sa 11:11

1 Samueri 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 15:18; Dhe 23:10

1 Samueri 21:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 24:9; Mt 12:4; Mk 2:26; Ru 6:4
  • +Re 24:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu—Nzira, p. 76

    Nharireyomurindi,

    3/15/2005, p. 30

    9/1/2002, p. 18

1 Samueri 21:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:9; Pis 52:mashoko ekusuma
  • +Ge 36:1; Eks 12:49; Re 19:34; Dhe 2:4; 1Sa 14:47
  • +1Sa 8:17; 11:5; 1Mak 27:29; 2Mak 26:10
  • +Re 13:2; Nu 5:2; Pis 66:13

1 Samueri 21:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:51, 54
  • +1Sa 17:2, 50
  • +Eks 28:6

1 Samueri 21:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 27:1
  • +Jos 11:22; 1Sa 5:8; 17:4; 27:2; 1Mad 2:39; 2Mad 12:17; Pis 56:mashoko ekusuma

1 Samueri 21:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:1, 13; 18:8
  • +1Sa 18:6; Pis 150:4; Jer 31:4
  • +1Sa 18:7; 29:5

1 Samueri 21:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 56:3

1 Samueri 21:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:mashoko ekusuma; Mt 10:16
  • +Pis 56:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2005, p. 24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Sam. 21:11Sa 22:19; Ne 11:32; Isa 10:32
1 Sam. 21:11Sa 22:9
1 Sam. 21:11Sa 18:13
1 Sam. 21:2Mt 10:16
1 Sam. 21:3Pis 37:25
1 Sam. 21:4Eks 25:30; Re 24:5, 9; Mt 12:4; Ru 6:4
1 Sam. 21:4Eks 19:15; Re 15:16; 2Sa 11:11
1 Sam. 21:5Re 15:18; Dhe 23:10
1 Sam. 21:6Re 24:9; Mt 12:4; Mk 2:26; Ru 6:4
1 Sam. 21:6Re 24:8
1 Sam. 21:71Sa 22:9; Pis 52:mashoko ekusuma
1 Sam. 21:7Ge 36:1; Eks 12:49; Re 19:34; Dhe 2:4; 1Sa 14:47
1 Sam. 21:71Sa 8:17; 11:5; 1Mak 27:29; 2Mak 26:10
1 Sam. 21:7Re 13:2; Nu 5:2; Pis 66:13
1 Sam. 21:91Sa 17:51, 54
1 Sam. 21:91Sa 17:2, 50
1 Sam. 21:9Eks 28:6
1 Sam. 21:101Sa 27:1
1 Sam. 21:10Jos 11:22; 1Sa 5:8; 17:4; 27:2; 1Mad 2:39; 2Mad 12:17; Pis 56:mashoko ekusuma
1 Sam. 21:111Sa 16:1, 13; 18:8
1 Sam. 21:111Sa 18:6; Pis 150:4; Jer 31:4
1 Sam. 21:111Sa 18:7; 29:5
1 Sam. 21:12Pis 56:3
1 Sam. 21:13Pis 34:mashoko ekusuma; Mt 10:16
1 Sam. 21:13Pis 56:6
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Samueri 21:1-15

1 Samueri

21 Gare gare Dhavhidhi akasvika kuNobhu+ kumupristi Ahimereki; Ahimereki+ akatanga kudedera paakasangana naDhavhidhi, akabva ati kwaari: “Nei uri woga, usina mumwe munhu?”+ 2 Dhavhidhi akabva ati kumupristi Ahimereki: “Mambo andirayira nezveimwe nyaya,+ uye ati kwandiri, ‘Usamboita kuti pave nomunhu anoziva chero chinhu chipi zvacho pamusoro pezvandiri kukutuma uye pamusoro pezvandakurayira.’ Ndarangana kuti ndisangane nevarume pane imwe nzvimbo. 3 Zvino, kana muine zvingwa zvishanu, chingondipai izvo muruoko rwangu, kana kuti chero chinhu chipi zvacho chingawanikwa.”+ 4 Asi mupristi wacho akapindura Dhavhidhi akati: “Handina chingwawo zvacho muruoko rwangu, asi chingwa chitsvene;+ ndokunge varume vacho vasina kubata vakadzi.”+ 5 Naizvozvo Dhavhidhi akapindura mupristi wacho akati kwaari: “Hatina kubata vakadzi sepaya pandakambobuda,+ uye miviri yevarume vacho ichiri mitsvene, kunyange hazvo rwendo rwacho ruri rwendowo zvarwo. Zvakadini nanhasi, apo mumwe anova mutsvene mumuviri wake?” 6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nokuti pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa chokuratidzira chakanga chabviswa pamberi paJehovha+ kuti chingwa chitsva chiiswe ipapo zuva rokubviswa kwacho.

7 Zvino mumwe wevashandi vaSauro, ainzi Dhoegi,+ muEdhomu,+ mukuru wevafudzi vaSauro+ akanga aripo zuva iroro, abatwa+ pamberi paJehovha.

8 Dhavhidhi akati kuna Ahimereki: “Hapana chamuinacho here pano, pfumo kana bakatwa? Nokuti handina kutora bakatwa rangu kana zvombo zvangu noruoko rwangu, nokuti nyaya yamambo yanga iri yokukurumidzira.” 9 Mupristi wacho akati: “Bakatwa raGoriyati+ muFiristiya, wawakauraya mubani reEraa+—riri pano, rakaputirwa mujasi, seri kweefodhi.+ Kana riri iro raungatora, ritore, nokuti hapana rimwe pano kunze kwaro.” Dhavhidhi akati: “Hapana rakafanana naro. Ndipei iroro.”

10 Dhavhidhi akabva asimuka, akaramba achitiza+ Sauro zuva iroro, akazosvika kuna Akishi mambo weGati.+ 11 Vashandi vaAkishi vakatanga kuti kwaari: “Uyu haasi Dhavhidhi mambo+ wenyika yacho here? Haasi iye wavakaramba vachibvumirana vachitamba,+ vachiti,

‘Sauro akauraya zviuru zvake,

Uye Dhavhidhi makumi ezviuru zvake’ here?”+

12 Dhavhidhi akatanga kuisa mashoko aya mumwoyo make, akatya kwazvo+ Akishi mambo weGati. 13 Naizvozvo akanyepedzera+ kupenga pamberi pavo,+ akatanga kuita seanopenga ari pakati pavo, akaramba achitaratadza pamasuo egedhi, akarega masiriri achiyerera pandebvu dzake. 14 Akishi akazoti kuvashandi vake: “Tarirai murume uyu ari kupenga. Muri kuuyirei naye kwandiri? 15 Ndinoda vanhu vanopenga here, zvamauya nouyu kuti apengere pedyo neni? Munhu akadai angapinda mumusha mangu here?”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe