Revhitiko 24:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ngachive chaAroni nechevanakomana vake,+ ngavachidyire munzvimbo tsvene,+ nokuti chinhu chitsvenetsvene kwaari chinobva pazvinopiwa zvinopisirwa Jehovha nomoto, kuti uve murau nokusingagumi.” Mateu 12:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, vakadya zvingwa zvokuratidzira,+ chinhu chakanga chisingabvumirwi nomutemo+ kuti adye, kana vaya vaaiva navo, kunze kwevapristi chete?+ Mako 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, panyaya ine chokuita nomupristi mukuru Abhiyatari,+ akadya zvingwa zvokuratidzira,+ zvisingabvumirwi nomutemo+ kuti zvidyiwe nomumwe munhuwo zvake kunze kwevapristi, uye akapawo zvimwe kuvarume vaakanga ainavo?”+ Ruka 6:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, akagamuchira zvingwa zvokuratidzira,+ akadya, akapa zvimwe varume vaaiva navo, zvisingabvumirwi nomutemo kuti zvidyiwe chero nomunhu upi zvake kunze kwevapristi chete?”+
9 Ngachive chaAroni nechevanakomana vake,+ ngavachidyire munzvimbo tsvene,+ nokuti chinhu chitsvenetsvene kwaari chinobva pazvinopiwa zvinopisirwa Jehovha nomoto, kuti uve murau nokusingagumi.”
4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, vakadya zvingwa zvokuratidzira,+ chinhu chakanga chisingabvumirwi nomutemo+ kuti adye, kana vaya vaaiva navo, kunze kwevapristi chete?+
26 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, panyaya ine chokuita nomupristi mukuru Abhiyatari,+ akadya zvingwa zvokuratidzira,+ zvisingabvumirwi nomutemo+ kuti zvidyiwe nomumwe munhuwo zvake kunze kwevapristi, uye akapawo zvimwe kuvarume vaakanga ainavo?”+
4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, akagamuchira zvingwa zvokuratidzira,+ akadya, akapa zvimwe varume vaaiva navo, zvisingabvumirwi nomutemo kuti zvidyiwe chero nomunhu upi zvake kunze kwevapristi chete?”+