Genesisi 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Gare gare akabva ipapo akaenda kunzvimbo ine makomo kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri riri kumavirira uye Ai+ riri kumabvazuva. Akabva avakira Jehovha atari ipapo,+ akatanga kudana zita raJehovha.+ VaRoma 10:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti “munhu wose anodana zita raJehovha achaponeswa.”+
8 Gare gare akabva ipapo akaenda kunzvimbo ine makomo kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri riri kumavirira uye Ai+ riri kumabvazuva. Akabva avakira Jehovha atari ipapo,+ akatanga kudana zita raJehovha.+