RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 21:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Nokuti anofanira kubvuma mwanakomana weanovengwa kuti ndiye dangwe nokumupa zvikamu zviviri pazvinhu zvose zvaanenge ainazvo,+ nokuti iyeye ndiye kutanga kwesimba rake rokubereka.+ Udangwe ndohwake.+

  • VaRoma 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 nokuti pavakanga vasati vaberekwa uyewo vasati vaita kana chinhu chakanaka kana chakaipa,+ kuti chinangwa chaMwari pamusoro pokusarudza chirambe chiri pana Iye anodana,+ kwete pamabasa,

  • VaHebheru 11:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Nokutendawo Isaka akakomborera Jakobho+ naIsau+ pamusoro pezvinhu zvaizouya.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe