Pisarema 133:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 133 Tarirai! Zvakanaka sei uye zvinofadza seiKuti hama dzigare pamwe chete dzakabatana!+ Zvirevo 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 mwanakomana wangu, chiita izvi, uzvinunure, nokuti wakapinda muchanza chowokwako:+ Enda uzvininipise, urambe uchingokumbira wokwako kwazvo.+
3 mwanakomana wangu, chiita izvi, uzvinunure, nokuti wakapinda muchanza chowokwako:+ Enda uzvininipise, urambe uchingokumbira wokwako kwazvo.+