Genesisi 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokudaro Abramu akati kuna Roti:+ “Ndapota, usarega kupopotedzana chero kupi zvako kuchipfuurira pakati pangu newe nepakati pevafudzi vangu nevafudzi vako, nokuti tiri hama.+ Genesisi 45:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokudaro akarega vana vababa vake vachienda, ivo vakaenda. Asi iye akati kwavari: “Musanetsana parwendo.”+ Johani 13:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vose vachaziva kuti muri vadzidzi vangu neizvi, kana muine rudo pakati penyu.”+ Johani 17:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 kuti vose vave vamwe,+ semi Baba, muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu,+ kuti nyika itende kuti makandituma.+ VaKorose 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi, kunze kwezvinhu zvose izvi, pfekai rudo,+ nokuti irwo chisungo+ chakakwana chokubatana. VaHebheru 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kudanana kwenyu sehama ngakupfuurire.+
8 Nokudaro Abramu akati kuna Roti:+ “Ndapota, usarega kupopotedzana chero kupi zvako kuchipfuurira pakati pangu newe nepakati pevafudzi vangu nevafudzi vako, nokuti tiri hama.+
24 Nokudaro akarega vana vababa vake vachienda, ivo vakaenda. Asi iye akati kwavari: “Musanetsana parwendo.”+
21 kuti vose vave vamwe,+ semi Baba, muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu,+ kuti nyika itende kuti makandituma.+