Genesisi 25:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Naizvozvo Isau akati kuna Jakobho: “Ndapota, kurumidza, ndipewo zvitsvuku izvo ndidye—zvitsvuku zviri umo, nokuti ndaneta!” Ndokusaka akanzi Edhomu.+ Genesisi 36:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo Isau akagara munzvimbo ine makomo yeSeiri.+ Isau ndiye Edhomu.+
30 Naizvozvo Isau akati kuna Jakobho: “Ndapota, kurumidza, ndipewo zvitsvuku izvo ndidye—zvitsvuku zviri umo, nokuti ndaneta!” Ndokusaka akanzi Edhomu.+