Genesisi 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+
8 Ndichapa iwe nevana vako vanokutevera nyika yauri kugara uri mutorwa,+ iyo nyika yose yeKenani, kuti ive yako nokusingagumi; uye ndichava Mwari wavo.”+