Revhitiko 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “‘Zvino kana mweya+ ukatadza pakuti munhu wacho akanzwa kutuka+ kwakaitwa pachena, ari chapupu kana kuti iye akazviona kana kuti akazviziva, kana akasazvitaura,+ anofanira kuzvidavirira kukanganisa kwake. 1 Samueri 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Aiwa,+ vanakomana vangu, nokuti mashoko andiri kunzwa haana kunaka, ayo vanhu vaJehovha vari kuparadzira.+ Johani 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nyika haina chikonzero chokukuvengai, asi inondivenga, nokuti ndinopupura pamusoro payo kuti mabasa ayo akaipa.+
5 “‘Zvino kana mweya+ ukatadza pakuti munhu wacho akanzwa kutuka+ kwakaitwa pachena, ari chapupu kana kuti iye akazviona kana kuti akazviziva, kana akasazvitaura,+ anofanira kuzvidavirira kukanganisa kwake.
24 Aiwa,+ vanakomana vangu, nokuti mashoko andiri kunzwa haana kunaka, ayo vanhu vaJehovha vari kuparadzira.+
7 Nyika haina chikonzero chokukuvengai, asi inondivenga, nokuti ndinopupura pamusoro payo kuti mabasa ayo akaipa.+