Genesisi 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu+ akafuridzira mumhino dzake mhepo yokufema youpenyu,+ munhu akava mweya mupenyu.+ Genesisi 46:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Mweya yose yakauya kuna Jakobho ichipinda muIjipiti yaiva iya yakabuda muchiuno make,+ tisingabatanidzi madzimai evanakomana vaJakobho. Mweya yacho yose yaiva makumi matanhatu nemitanhatu. Ezekieri 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Tarirai! Mweya yose—ndeyangu.+ Mweya+ wababa nomweya womwanakomanawo—ndeyangu.+ Mweya unotadza+—ndiwo uchafa.+
7 Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu+ akafuridzira mumhino dzake mhepo yokufema youpenyu,+ munhu akava mweya mupenyu.+
26 Mweya yose yakauya kuna Jakobho ichipinda muIjipiti yaiva iya yakabuda muchiuno make,+ tisingabatanidzi madzimai evanakomana vaJakobho. Mweya yacho yose yaiva makumi matanhatu nemitanhatu.
4 Tarirai! Mweya yose—ndeyangu.+ Mweya+ wababa nomweya womwanakomanawo—ndeyangu.+ Mweya unotadza+—ndiwo uchafa.+