RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 37:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Iyi ndiyo nhoroondo yaJakobho.

      Josefa+ akanga ava nemakore gumi nemanomwe paaifudza makwai nevakoma vake vari pakati peboka rezvipfuwo,+ achingova hake mukomana, aiva nevanakomana vaBhiriha+ nevanakomana vaZiripa,+ madzimai ababa vake. Naizvozvo Josefa akavamhan’arira kuna baba vavo.+

  • 1 Samueri 2:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Aiwa,+ vanakomana vangu, nokuti mashoko andiri kunzwa haana kunaka, ayo vanhu vaJehovha vari kuparadzira.+

  • Esteri 6:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Vakazowana makanyorwa zvakanga zvataurwa naModhekai+ pamusoro paBhigtana naTereshi, machinda maviri+ amambo, vachengeti vemasuo, vakanga vatsvaka kuuraya Mambo Ahashivheroshi.

  • Zvirevo 29:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Munhu anoshamwaridzana nembavha anovenga mweya wake.+ Anganzwa mhiko yokutuka, asi hapana zvaanotaura.+

  • 1 VaKorinde 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuti ndakaziviswa+ pamusoro penyu, hama dzangu, nevaya veimba yaKroe, kuti pakati penyu pane kukakavadzana.

  • 1 VaKorinde 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Chokwadi zviri kunzi pakati penyu pari kuitwa ufeve,+ ufeve husingambowaniki kunyange pakati pemamwe marudzi, hwokuti mumwe munhu ane mudzimai wababa vake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe