VaGaratiya 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka, Tito 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kunyange isu taimbova mapenzi, tisingateereri, tichitsauswa, tiri varanda vokuchiva kwakasiyana-siyana nemafaro, tichirambira pane zvakaipa nepashanje, tichisemesa, tichivengana.+
20 kunamata zvidhori, tsika yokuita zvemidzimu,+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kufufutirwa nehasha, kukakavadzana, kupesana, kuita tumapoka,
3 Nokuti kunyange isu taimbova mapenzi, tisingateereri, tichitsauswa, tiri varanda vokuchiva kwakasiyana-siyana nemafaro, tichirambira pane zvakaipa nepashanje, tichisemesa, tichivengana.+