1 Samueri 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jese akabva ati kumwanakomana wake Dhavhidhi: “Ndapota, endesera vakoma vako efa iyi yezviyo zvakakangwa+ nezvingwa gumi izvi, uye kurumidza kuzvitakura, uende nazvo kumusasa kuvakoma vako. Zvirevo 15:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Kupenya kwemaziso+ kunofadza mwoyo;+ mashoko+ akanaka anokodza mapfupa.+
17 Jese akabva ati kumwanakomana wake Dhavhidhi: “Ndapota, endesera vakoma vako efa iyi yezviyo zvakakangwa+ nezvingwa gumi izvi, uye kurumidza kuzvitakura, uende nazvo kumusasa kuvakoma vako.