Genesisi 32:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Mutiwo, ‘Tarirai mushandi wenyu Jakobho ari shure kwedu.’”+ Nokuti akati: “Ndingamunyaradza nechipo chiri kuenda chiri mberi kwangu,+ ndozoona chiso chake. Zvimwe achandigamuchira nomutsa.”+ Zvirevo 18:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Chipo chomunhu chichamugadzirira nzvimbo yakakura kwazvo,+ uye chichamuendesa pamberi pevanhu vakuru.+
20 Mutiwo, ‘Tarirai mushandi wenyu Jakobho ari shure kwedu.’”+ Nokuti akati: “Ndingamunyaradza nechipo chiri kuenda chiri mberi kwangu,+ ndozoona chiso chake. Zvimwe achandigamuchira nomutsa.”+
16 Chipo chomunhu chichamugadzirira nzvimbo yakakura kwazvo,+ uye chichamuendesa pamberi pevanhu vakuru.+