Dheuteronomi 33:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Runako rwake rwakaita sorwenzombe inotanga kuberekwa,+Nyanga dzake inyanga dzenzombe yomusango.+Achatunga marudzi nadzo+Ose pamwe chete kusvikira kumigumo yenyika,Uye ivo ndivo makumi ezviuru aEfremu,+Ndivo zviuru zvaManase.” Dheuteronomi 34:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nyika yaNaftari yose nenyika yaEfremu naManase nenyika yose yaJudha kusvikira kugungwa riri nechokumavirira,+ Joshua 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo Joshua akati kuimba yaJosefa, kuna Efremu naManase: “Muri vanhu vakawanda, uye mune simba+ guru. Hamufaniri kuwana mugove mumwe chete,+
17 Runako rwake rwakaita sorwenzombe inotanga kuberekwa,+Nyanga dzake inyanga dzenzombe yomusango.+Achatunga marudzi nadzo+Ose pamwe chete kusvikira kumigumo yenyika,Uye ivo ndivo makumi ezviuru aEfremu,+Ndivo zviuru zvaManase.”
2 nyika yaNaftari yose nenyika yaEfremu naManase nenyika yose yaJudha kusvikira kugungwa riri nechokumavirira,+
17 Naizvozvo Joshua akati kuimba yaJosefa, kuna Efremu naManase: “Muri vanhu vakawanda, uye mune simba+ guru. Hamufaniri kuwana mugove mumwe chete,+