Genesisi 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kuna Adhamu akati: “Nokuti wateerera inzwi romudzimai wako, ukadya muti wandakakurayira nezvawo+ ndichiti, ‘Usaudya,’ nyika yatukwa nemhosva yako.+ Uchadya zvibereko zvayo uchirwadziwa mazuva ose oupenyu hwako.+ Genesisi 5:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Akamutumidza kuti Noa,+ achiti: “Uyu achatinyaradza pabasa redu nepakurwadziwa kwemaoko edu kunobva panyika yakatukwa naJehovha.”+
17 Kuna Adhamu akati: “Nokuti wateerera inzwi romudzimai wako, ukadya muti wandakakurayira nezvawo+ ndichiti, ‘Usaudya,’ nyika yatukwa nemhosva yako.+ Uchadya zvibereko zvayo uchirwadziwa mazuva ose oupenyu hwako.+
29 Akamutumidza kuti Noa,+ achiti: “Uyu achatinyaradza pabasa redu nepakurwadziwa kwemaoko edu kunobva panyika yakatukwa naJehovha.”+