Genesisi 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo Jehovha akaona kuti kuipa kwomunhu kwakanga kuri kuzhinji panyika uye zvose zvaidiwa+ nepfungwa dzomwoyo wake zvakanga zvakangoipa nguva dzose.+ Muparidzi 7:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti hapana munhu akarurama panyika anoramba achiita zvakanaka asingatadzi.+ Mateu 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Somuenzaniso, mumwoyo munobuda kufunga kwakaipa,+ umhondi, upombwe, ufeve, umbavha, uchapupu hwenhema, kumhura.+
5 Naizvozvo Jehovha akaona kuti kuipa kwomunhu kwakanga kuri kuzhinji panyika uye zvose zvaidiwa+ nepfungwa dzomwoyo wake zvakanga zvakangoipa nguva dzose.+
19 Somuenzaniso, mumwoyo munobuda kufunga kwakaipa,+ umhondi, upombwe, ufeve, umbavha, uchapupu hwenhema, kumhura.+