VaHebheru 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokutenda Abrahamu,+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; uye akabuda, kunyange akanga asingazivi kwaakanga achienda.+
8 Nokutenda Abrahamu,+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; uye akabuda, kunyange akanga asingazivi kwaakanga achienda.+