Genesisi 13:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo nyika yacho haina kuvabvumira kuti vagare pamwe chete, nokuti zvinhu zvavo zvakanga zvawanda uye vakanga vasingakwanisi kugara pamwe chete.+ Muparidzi 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Uyewo munhu wose akapiwa pfuma nezvinhu zvenyama naMwari,+ akamupawo simba rokuzvidya+ nokutora mugove wake nokufarira basa rake rakaoma.+ Ichi chipo chaMwari.+
6 Naizvozvo nyika yacho haina kuvabvumira kuti vagare pamwe chete, nokuti zvinhu zvavo zvakanga zvawanda uye vakanga vasingakwanisi kugara pamwe chete.+
19 Uyewo munhu wose akapiwa pfuma nezvinhu zvenyama naMwari,+ akamupawo simba rokuzvidya+ nokutora mugove wake nokufarira basa rake rakaoma.+ Ichi chipo chaMwari.+