VaRoma 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti Abrahamu kana vana vake havana kuva nechipikirwa+ chokuti aifanira kuva mugari wenhaka yenyika nokuda kwomutemo, asi vakava nacho nokuda kwokururama kwakavapo nokuda kwokutenda.+ VaRoma 4:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokudaro “akanzi akarurama.”+ VaGaratiya 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Abrahamu zva“akatenda muna Jehovha, iye akanzi akarurama.”+
13 Nokuti Abrahamu kana vana vake havana kuva nechipikirwa+ chokuti aifanira kuva mugari wenhaka yenyika nokuda kwomutemo, asi vakava nacho nokuda kwokururama kwakavapo nokuda kwokutenda.+