1 Madzimambo 21:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Akaita zvinosemesa kwazvo nokutevera zvidhori zvaisemesa sendove,+ kufanana nezvose zvakanga zvaitwa nevaAmori, vakadzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.’”+ 2 Madzimambo 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Manase+ mambo waJudha zvaakaita zvinhu izvi zvinosemesa,+ iye akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa nevaAmori+ vakamutangira, akatadzisawo+ Judha nezvidhori zvake zvaisemesa sendove. 1 VaTesaronika 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 sezvavanoedza kutidzivisa+ kutaura nevanhu vemamwe marudzi kuti ivava vaponeswe,+ zvichiita kuti vagare vachizadzisa+ zvivi zvavo. Asi hasha dzake pakupedzisira dzazouya pavari.+
26 Akaita zvinosemesa kwazvo nokutevera zvidhori zvaisemesa sendove,+ kufanana nezvose zvakanga zvaitwa nevaAmori, vakadzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.’”+
11 “Manase+ mambo waJudha zvaakaita zvinhu izvi zvinosemesa,+ iye akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa nevaAmori+ vakamutangira, akatadzisawo+ Judha nezvidhori zvake zvaisemesa sendove.
16 sezvavanoedza kutidzivisa+ kutaura nevanhu vemamwe marudzi kuti ivava vaponeswe,+ zvichiita kuti vagare vachizadzisa+ zvivi zvavo. Asi hasha dzake pakupedzisira dzazouya pavari.+