Pisarema 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndiye anofamba asina mhosva+ uye anoita zvakarurama+Uye anotaura chokwadi mumwoyo make.+ Pisarema 18:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndichava asina mhosva kwaari,+Ndicharamba ndisingakanganisi.+