Zvirevo 3:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Nokuti munhu anonyengedzera+ anosemesa Jehovha,+ asi Iye anoshamwaridzana nevakarurama.+ Zvirevo 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Muromo wechokwadi+ ndiwo uchasimbiswa nokusingaperi,+ asi rurimi rwenhema ruchangovapo kwenguva duku.+ Zekariya 8:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Izvi ndizvo zvinhu zvamunofanira kuita:+ Tauriranai chokwadi.+ Tongai nechokwadi uye nokutonga kworugare muri pamagedhi enyu.+ VaEfeso 4:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+ VaKorose 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musareverana nhema.+ Pfekenurai unhu hwekare+ nemabasa ahwo,
19 Muromo wechokwadi+ ndiwo uchasimbiswa nokusingaperi,+ asi rurimi rwenhema ruchangovapo kwenguva duku.+
16 “‘Izvi ndizvo zvinhu zvamunofanira kuita:+ Tauriranai chokwadi.+ Tongai nechokwadi uye nokutonga kworugare muri pamagedhi enyu.+
25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+