Genesisi 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi, tarira! shoko raJehovha rakasvika kwaari raiva rokuti: “Munhu uyu haangakutsivi kuti ave mugari wenhaka, asi uyo achabuda mukati mako ndiye achakutsiva kuti ave mugari wenhaka.”+ Johani 8:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Zvakare, muranda haarambi ari mumba nokusingaperi; asi mwanakomana anoramba aripo nokusingaperi.+ VaGaratiya 4:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Kunyange zvakadaro, Rugwaro runotii? “Dzinga mushandikadzi nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womushandikadzi haangambovi mugari wenhaka pamwe chete nomwanakomana womukadzi akasununguka.”+
4 Asi, tarira! shoko raJehovha rakasvika kwaari raiva rokuti: “Munhu uyu haangakutsivi kuti ave mugari wenhaka, asi uyo achabuda mukati mako ndiye achakutsiva kuti ave mugari wenhaka.”+
30 Kunyange zvakadaro, Rugwaro runotii? “Dzinga mushandikadzi nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womushandikadzi haangambovi mugari wenhaka pamwe chete nomwanakomana womukadzi akasununguka.”+