Genesisi 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako ubve kuhama dzako nomuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza;+ VaHebheru 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokutenda Abrahamu,+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; uye akabuda, kunyange akanga asingazivi kwaakanga achienda.+
12 Zvino Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako ubve kuhama dzako nomuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza;+
8 Nokutenda Abrahamu,+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; uye akabuda, kunyange akanga asingazivi kwaakanga achienda.+