1 Makoronike 29:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Dhavhidhi akati kuungano yose:+ “Zvino rumbidzai+ Jehovha Mwari wenyu.” Ungano yose yakarumbidza Jehovha Mwari wemadzitateguru avo, vakakotama,+ vakagwadamira+ Jehovha namambo. 2 Makoronike 20:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jehoshafati akabva akotama chiso chake chakatarira pasi,+ vaJudha vose nevagari vomuJerusarema vakawira pasi pamberi paJehovha kuti vapfugamire Jehovha.+
20 Dhavhidhi akati kuungano yose:+ “Zvino rumbidzai+ Jehovha Mwari wenyu.” Ungano yose yakarumbidza Jehovha Mwari wemadzitateguru avo, vakakotama,+ vakagwadamira+ Jehovha namambo.
18 Jehoshafati akabva akotama chiso chake chakatarira pasi,+ vaJudha vose nevagari vomuJerusarema vakawira pasi pamberi paJehovha kuti vapfugamire Jehovha.+