Numeri 26:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 Idzi ndidzo dzaiva mhuri dzevaRevhi: mhuri yevaRibhini,+ mhuri yevaHebroni,+ mhuri yevaMari,+ mhuri yevaMushi,+ mhuri yevaKora.+ Zvino Kohati+ akabereka Amramu.+ 1 Makoronike 9:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Sharumu mwanakomana waKore mwanakomana waEbhiyasafi+ mwanakomana+ waKora+ nehama dzake dzeimba yababa vake vaKora,+ vaitarisira zvaifanira kuitwa zvebasa racho, vachengeti vemasuo+ etende, uye madzibaba avo aitarisira musasa waJehovha, vachengeti vepanopindwa napo.
58 Idzi ndidzo dzaiva mhuri dzevaRevhi: mhuri yevaRibhini,+ mhuri yevaHebroni,+ mhuri yevaMari,+ mhuri yevaMushi,+ mhuri yevaKora.+ Zvino Kohati+ akabereka Amramu.+
19 Sharumu mwanakomana waKore mwanakomana waEbhiyasafi+ mwanakomana+ waKora+ nehama dzake dzeimba yababa vake vaKora,+ vaitarisira zvaifanira kuitwa zvebasa racho, vachengeti vemasuo+ etende, uye madzibaba avo aitarisira musasa waJehovha, vachengeti vepanopindwa napo.