Eksodho 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Amramu akawana Jokebhedhi hanzvadzi yababa vake kuti ave mudzimai wake.+ Gare gare akamuberekera Aroni naMosesi.+ Makore oupenyu hwaAmramu aiva makore zana nemakumi matatu nemanomwe. Numeri 26:59 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 59 Zita romudzimai waAmramu raiva Jokebhedhi,+ mwanasikana waRevhi, akaberekerwa Revhi nomudzimai wake muIjipiti. Kwapera nguva yakati, akaberekera Amramu, Aroni naMosesi naMiriyemu hanzvadzi yavo.+
20 Zvino Amramu akawana Jokebhedhi hanzvadzi yababa vake kuti ave mudzimai wake.+ Gare gare akamuberekera Aroni naMosesi.+ Makore oupenyu hwaAmramu aiva makore zana nemakumi matatu nemanomwe.
59 Zita romudzimai waAmramu raiva Jokebhedhi,+ mwanasikana waRevhi, akaberekerwa Revhi nomudzimai wake muIjipiti. Kwapera nguva yakati, akaberekera Amramu, Aroni naMosesi naMiriyemu hanzvadzi yavo.+