Mateu 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Panguva iyoyo Jesu akapfuura nomuminda yezviyo pasabata.+ Vadzidzi vake vakanzwa nzara, vakatanga kutanha hura dzezviyo uye kudya.+
12 Panguva iyoyo Jesu akapfuura nomuminda yezviyo pasabata.+ Vadzidzi vake vakanzwa nzara, vakatanga kutanha hura dzezviyo uye kudya.+