-
Revhitiko 14:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 Zvino iye ngaatore shiri iya mhenyu pamwe chete nekatanda komusidhari neshinda yakaiswa ruvara rutsvuku rwekokasi nehisopi, azvinyike pamwe chete neshiri iya mhenyu muropa reshiri inenge yaurayirwa pamusoro pemvura yakachena.
-