RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 9:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Havafaniri kusiya zvimwe zvacho kusvikira mangwanani,+ uye havafaniri kutyora mapfupa ari machiri.+ Vanofanira kuchigadzira maererano nomurau wose wepaseka.+

  • Pisarema 34:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Anorinda mapfupa ose aiyeye;

      Hapana rimwe chete rawo rakatyoka.+

  • Johani 19:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Asi pavakasvika kuna Jesu, havana kutyora makumbo ake, zvavakaona kuti akanga atofa.

  • Johani 19:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Chokwadi, zvinhu izvi zvakaitika kuti rugwaro ruzadzike runoti: “Hapana kana pfupa rake richapwanywa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe