Eksodho 12:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Ichadyirwa muimba imwe chete. Usabuda neimwe nyama yacho mumba kuti uende nayo kune imwe nzvimbo iri kunze. Musatyora pfupa riri mairi.+ Pisarema 34:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Anorinda mapfupa ose aiyeye;Hapana rimwe chete rawo rakatyoka.+ Johani 19:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Chokwadi, zvinhu izvi zvakaitika kuti rugwaro ruzadzike runoti: “Hapana kana pfupa rake richapwanywa.”+
46 Ichadyirwa muimba imwe chete. Usabuda neimwe nyama yacho mumba kuti uende nayo kune imwe nzvimbo iri kunze. Musatyora pfupa riri mairi.+
36 Chokwadi, zvinhu izvi zvakaitika kuti rugwaro ruzadzike runoti: “Hapana kana pfupa rake richapwanywa.”+