Ruka 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi ndichakuratidzai wokutya: Ityai iye+ anoti kana auraya ane simba rokukanda muGehena.+ Chokwadi, ndinokuudzai, ityai+ Iyeyu. VaHebheru 12:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Saka, zvatichagamuchira umambo husingazununguswi,+ ngatirambei tiine mutsa usina kukodzera kuwanwa, uyo watingaitira nawo Mwari basa dzvene zvinogamuchirika nokumutya nokumuremekedza.+
5 Asi ndichakuratidzai wokutya: Ityai iye+ anoti kana auraya ane simba rokukanda muGehena.+ Chokwadi, ndinokuudzai, ityai+ Iyeyu.
28 Saka, zvatichagamuchira umambo husingazununguswi,+ ngatirambei tiine mutsa usina kukodzera kuwanwa, uyo watingaitira nawo Mwari basa dzvene zvinogamuchirika nokumutya nokumuremekedza.+