Genesisi 22:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino pashure pezvinhu izvi, Mwari wechokwadi akaedza Abrahamu.+ Naizvozvo akati kwaari: “Abrahamu!” iye akati: “Ndiri pano!”+ Dheuteronomi 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Unofanira kuyeuka nzira yose yawakafambiswa nayo naJehovha Mwari wako kwemakore aya makumi mana murenje,+ kuti akuninipise,+ kuti akuedze,+ kuti azive zvaiva mumwoyo mako,+ kana waizochengeta mirayiro yake kana kuti kwete.
22 Zvino pashure pezvinhu izvi, Mwari wechokwadi akaedza Abrahamu.+ Naizvozvo akati kwaari: “Abrahamu!” iye akati: “Ndiri pano!”+
2 Unofanira kuyeuka nzira yose yawakafambiswa nayo naJehovha Mwari wako kwemakore aya makumi mana murenje,+ kuti akuninipise,+ kuti akuedze,+ kuti azive zvaiva mumwoyo mako,+ kana waizochengeta mirayiro yake kana kuti kwete.