Eksodho 33:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Zvino Jehovha akatizve kuna Mosesi: “Enda, ibva pano, iwe nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti,+ muende kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana vako.’+ Numeri 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+
33 Zvino Jehovha akatizve kuna Mosesi: “Enda, ibva pano, iwe nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti,+ muende kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana vako.’+
8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+