RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 13:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Mosesi akati kuvanhu: “Yeukai zuva iri ramakabuda muIjipiti,+ muimba yevaranda, nokuti Jehovha akakubudisai muno noruoko rune simba.+ Naizvozvo hapana chinhu chine mbiriso chingadyiwa.+

  • Eksodho 20:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Ndini Jehovha Mwari wako,+ akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yevaranda.+

  • Ruka 1:74
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 74 kuti, pashure pokunge tanunurwa pamaoko evavengi,+ atipe ropafadzo yokumuitira basa dzvene nokusatya+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe