RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 29:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ucheke gondohwe racho maererano nenhengo dzaro, usuke ura+ hwaro nemazondo aro, woisa nhengo dzaro dzichienderana kusvikira kumusoro waro.

  • Revhitiko 9:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vakamupa chinopiwa chinopiswa maererano nenhengo dzacho uye musoro, iye akaita kuti zvipfungaire pamusoro peatari.+

  • 1 Madzimambo 18:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Zvino ngavatipe nzombe duku mbiri, ivo ngavazvisarudzire nzombe duku imwe chete, vaicheke-cheke, vaiise pamusoro pehuni, asi varege kuisa moto pairi. Ini ndichagadzira imwe nzombe duku, ndichaiisa pamusoro pehuni, asi handizoisi moto pairi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe