Dheuteronomi 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jehovha akakutsamwirai kwazvo, akavhara matenga zvokuti hapana mvura inovapo+ uye nyika yorega kubereka zvibereko zvayo uye imi mokurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+ 1 Madzimambo 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino Eriya+ muTishbhi wokuvagari vokuGiriyedhi+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu,+ iye Mwari waIsraeri wandimire pamberi pake,+ mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura,+ kutoti ndarayira neshoko rangu!”+
17 Jehovha akakutsamwirai kwazvo, akavhara matenga zvokuti hapana mvura inovapo+ uye nyika yorega kubereka zvibereko zvayo uye imi mokurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+
17 Zvino Eriya+ muTishbhi wokuvagari vokuGiriyedhi+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu,+ iye Mwari waIsraeri wandimire pamberi pake,+ mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura,+ kutoti ndarayira neshoko rangu!”+