Dheuteronomi 28:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Matenga ako ari pamusoro pako anofanirawo kuva emhangura, uye nyika iri pasi pako yesimbi.+ 1 Madzimambo 8:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 “Kana denga rikavharwa zvokuti hapana mvura inonaya,+ nokuti vanenge varamba vachikutadzirai,+ ivo vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino,+ vakakudza zita renyu, vakatendeuka pachivi chavo, nokuti munenge maramba muchivatambudza,+ 2 Makoronike 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pandinovhara matenga kuti mvura irege kunaya,+ pandinorayira hwiza kuti dziparadze nyika+ uye kana ndikatumira denda pakati pevanhu vangu,+ Amosi 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “‘Ini, ndakakunyimaiwo mvura zhinji pachine mwedzi mitatu kukohwa kusati kwasvika;+ uye ndakaita kuti mvura inaye pane rimwe guta, asi handina kuita kuti inaye pane rimwe guta. Kwaiva nechikamu chimwe chete chomunda chainayiwa, asi chikamu chomunda chandaiita kuti chisanayiwe chaioma.+
35 “Kana denga rikavharwa zvokuti hapana mvura inonaya,+ nokuti vanenge varamba vachikutadzirai,+ ivo vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino,+ vakakudza zita renyu, vakatendeuka pachivi chavo, nokuti munenge maramba muchivatambudza,+
13 Pandinovhara matenga kuti mvura irege kunaya,+ pandinorayira hwiza kuti dziparadze nyika+ uye kana ndikatumira denda pakati pevanhu vangu,+
7 “‘Ini, ndakakunyimaiwo mvura zhinji pachine mwedzi mitatu kukohwa kusati kwasvika;+ uye ndakaita kuti mvura inaye pane rimwe guta, asi handina kuita kuti inaye pane rimwe guta. Kwaiva nechikamu chimwe chete chomunda chainayiwa, asi chikamu chomunda chandaiita kuti chisanayiwe chaioma.+