Dheuteronomi 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Unofanira kutya Jehovha Mwari wako,+ umushumire,+ uye upike nezita rake.+ 1 Samueri 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Sauro akabva ateerera inzwi raJonatani, uye Sauro akapika achiti: “NaJehovha mupenyu, haazourayiwi.”+ 1 Madzimambo 22:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi Mikaya akati: “NaJehovha mupenyu,+ zvandichaudzwa naJehovha, ndizvo zvandichataura.”+ 2 Madzimambo 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Erisha akati: “NaJehovha wemauto mupenyu+ wandinomira pamberi pake, kudai ndanga ndisina hanya naJehoshafati mambo waJudha,+ ndaisazokutarirai kana kukuonai.+ Jeremiya 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Chokwadi kana vakadzidza nzira dzevanhu vangu vachipika nezita rangu+ vachiti, ‘NaJehovha mupenyu!’ sokudzidzisa kwavakaita vanhu vangu kupika naBhaari,+ vachavakwawo pakati pevanhu vangu.+
6 Sauro akabva ateerera inzwi raJonatani, uye Sauro akapika achiti: “NaJehovha mupenyu, haazourayiwi.”+
14 Erisha akati: “NaJehovha wemauto mupenyu+ wandinomira pamberi pake, kudai ndanga ndisina hanya naJehoshafati mambo waJudha,+ ndaisazokutarirai kana kukuonai.+
16 “Chokwadi kana vakadzidza nzira dzevanhu vangu vachipika nezita rangu+ vachiti, ‘NaJehovha mupenyu!’ sokudzidzisa kwavakaita vanhu vangu kupika naBhaari,+ vachavakwawo pakati pevanhu vangu.+