-
Revhitiko 14:21Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
21 “Asi kana iye ari munhu akaderera+ uye asingagoni kuwana zvinhu zvakaenzanirana,+ anofanira kubva atora gondohwe duku rimwe chete kuti rive chinopiwa chemhosva nokuda kwechinopiwa chinozunguzirwa kuti amuyananisire uye chegumi chimwe cheefa yefurawa yakatsetseka yakakanyiwa nemafuta kuti chive chinopiwa chezviyo pamwe chete nechiyero cherogi yemafuta,
-