Pisarema 72:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Achanzwira tsitsi munhu akaderera nomurombo,+Uye achaponesa mweya yevarombo.+ Zvirevo 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munhu anonyomba murombo anonyomba Muiti wake.+ Munhu anofarira njodzi yomumwe haazoregi kurangwa.+ Zvirevo 22:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mupfumi nomurombo vanosangana pamwe chete.+ Muiti wavo vose ndiJehovha.+ Ruka 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino akatarira vadzidzi vake, akatanga kuti:+ “Munofara imi varombo,+ nokuti umambo hwaMwari ndohwenyu.
20 Zvino akatarira vadzidzi vake, akatanga kuti:+ “Munofara imi varombo,+ nokuti umambo hwaMwari ndohwenyu.