RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 29:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Utsaure chityu+ chechinopiwa chinozunguzirwa nebandauko romugove mutsvene, chinopiwa chiya chinenge chazunguzirwa nechinopiwa chiya chinenge chapiwa chichitorwa pagondohwe rokugadza naro,+ kubva pane rinenge riri raAroni uye kubva pane rinenge riri revanakomana vake.

  • Revhitiko 10:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Mudyire chityu chechinopiwa chinozunguzirwa+ nebandauko romugove mutsvene+ munzvimbo yakachena, iwe nevanakomana vako nevanasikana vako vauinavo,+ nokuti zvakapiwa kuti zvive mugove wako nomugove wevanakomana vako unobva pazvibayiro zvokugoverana zvevanakomana vaIsraeri.

  • Numeri 6:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Mupristi anofanira kuzvizunguzira kuti zvive chinopiwa chinozunguzirwa pamberi paJehovha.+ Izvo chinhu chitsvene kumupristi, pamwe chete nechityu+ chechinopiwa chinozunguzirwa nebandauko romupiro.+ Pashure paizvozvo muNaziri anganwa waini.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe