Eksodho 20:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Usashandisa zita raJehovha Mwari wako pasina,+ nokuti Jehovha haazoregi kuranga munhu anoshandisa zita rake pasina.+ Dheuteronomi 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘Usashandisa zita raJehovha Mwari wako zvisina kukodzera,+ nokuti Jehovha haazoregi kuranga ani naani anoshandisa zita rake zvisina kukodzera.+ Mateu 5:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Shoko renyu rokuti Hungu ngaringova Hungu, Aiwa wenyu, Aiwa;+ nokuti zvinopfuura izvi zvinobva kune akaipa.+ Jakobho 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hama dzangu, kunyange zvakadaro, kupfuura zvinhu zvose, chokwadi regai kupika, nedenga kana nenyika kana nemhiko chero ipi zvayo.+ Asi Hungu wenyu ngaave Hungu, uye Aiwa wenyu, Aiwa, kuti murege kutongwa.+
7 “Usashandisa zita raJehovha Mwari wako pasina,+ nokuti Jehovha haazoregi kuranga munhu anoshandisa zita rake pasina.+
11 “‘Usashandisa zita raJehovha Mwari wako zvisina kukodzera,+ nokuti Jehovha haazoregi kuranga ani naani anoshandisa zita rake zvisina kukodzera.+
37 Shoko renyu rokuti Hungu ngaringova Hungu, Aiwa wenyu, Aiwa;+ nokuti zvinopfuura izvi zvinobva kune akaipa.+
12 Hama dzangu, kunyange zvakadaro, kupfuura zvinhu zvose, chokwadi regai kupika, nedenga kana nenyika kana nemhiko chero ipi zvayo.+ Asi Hungu wenyu ngaave Hungu, uye Aiwa wenyu, Aiwa, kuti murege kutongwa.+