Eksodho 15:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Muchavaunza movadyara mugomo renhaka yenyu,+Nzvimbo isingachinji yamakazvigadzirira kuti mugare,+ haiwa Jehovha,Nzvimbo tsvene,+ haiwa Jehovha, yakasimbiswa nemaoko enyu. Numeri 19:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “‘Asi munhu uya angava asina kuchena uye asingazozvinatsi, chokwadi, mweya iwoyo unofanira kuparadzwa+ pakati peungano, nokuti akasvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha. Haana kusaswa mvura yokuchenesa nayo. Iye haana kuchena. Dheuteronomi 23:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba mumusasa wako kuti akununure+ uye kuti aise vavengi vako muruoko rwako;+ musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti arege kuona chinhu chisina kunaka pauri, akarega kuenda newe.+ Ezekieri 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘Naizvozvo noupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘chokwadi nokuti wakasvibisa nzvimbo yangu tsvene nezvinhu zvako zvose zvinonyangadza+ uye zvinhu zvako zvose zvinosemesa,+ ini ndichakutapudzawo,+ ziso rangu harizonzwiri urombo+ uye ini handizonzwiwo tsitsi.+
17 Muchavaunza movadyara mugomo renhaka yenyu,+Nzvimbo isingachinji yamakazvigadzirira kuti mugare,+ haiwa Jehovha,Nzvimbo tsvene,+ haiwa Jehovha, yakasimbiswa nemaoko enyu.
20 “‘Asi munhu uya angava asina kuchena uye asingazozvinatsi, chokwadi, mweya iwoyo unofanira kuparadzwa+ pakati peungano, nokuti akasvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha. Haana kusaswa mvura yokuchenesa nayo. Iye haana kuchena.
14 Nokuti Jehovha Mwari wako anofamba-famba mumusasa wako kuti akununure+ uye kuti aise vavengi vako muruoko rwako;+ musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti arege kuona chinhu chisina kunaka pauri, akarega kuenda newe.+
11 “‘Naizvozvo noupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘chokwadi nokuti wakasvibisa nzvimbo yangu tsvene nezvinhu zvako zvose zvinonyangadza+ uye zvinhu zvako zvose zvinosemesa,+ ini ndichakutapudzawo,+ ziso rangu harizonzwiri urombo+ uye ini handizonzwiwo tsitsi.+